VaRoma 2:2
VaRoma 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwezvokwadi kuna vanoita zvinhu zvakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2VaRoma 2:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwazvokwadi kunovanoita zvinhu zvakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2VaRoma 2:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2