VaRoma 2:5
VaRoma 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi noukukutu hwako nomwoyo usingadi kutendeuka, unozviunganidzira kutsamwa nezuva rokutsamwa, nokuratidzwa kwokutonga kwakarurama kwaMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2VaRoma 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nokuda kwoukukutu hwako uye nomwoyo wako usingadi kutendeuka, uri kuzviunganidzira kutsamwa pazuva rokutsamwa kwaMwari, pacharatidzwa kutonga kwake kwakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2VaRoma 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi nokuomarara mwoyo kwako uye nokuva nomwoyo usingadi kupinduka uri kutozozvimutsira hasha pamusi wehasha pacharatidzwa kutonga kwaMwari kwakarurama
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 2