VaRoma 4:18
VaRoma 4:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Wakatenda netariro pasinetariro, kuti aʋe ɓaɓa ʋamarudzi mazhinji, seɀakaŋga ɀarebga, ɀicinzi: Rudzi rwako rucaɗaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Akatenda pazvainge zvisingabviri kutarisira kuti achava baba vamarudzi mazhinji sokutaurirwa kwavakanga vaitwa zvichinzi, “Ndiko kuwanda kuchaita zvizvarwa zvako ikoko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pasina kana tariro, Abhurahama netariro akatenda uye akava baba vendudzi zhinji, sezvazvakanga zvarehwa kwaari zvichinzi, “Zvizvarwa zvako zvichadarowo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4