VaRoma 4:21 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 4:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
achinyatsogutsikana kuti Mwari ane simba rokuita zvaakanga avimbisa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 BDSCVaRoma 4:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiziva kwazvo, kuti icho chaakapikira, akanga ane simba rokuchiitawo.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SNA2002VaRoma 4:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
aciziʋa kwaɀo, kuti ico caakapikira, wakaŋga anesimba rokuciita ʋo.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SUB1949VaRoma 4:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vainyatsoziva kuti Mwari anogona kuita zvaakatsidza.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SCLBVaRoma 4:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vainyatsoziva kuti Mwari anogona kuita zvaakatsidza.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SCLBD