VaRoma 4:3
VaRoma 4:3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti Rugwaro runoti kuɗiniko? Runoti: Abrahama wakatenda Mŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, Rugwaro runoti kudiniko? “Abhurahama akatenda Mwari, uye kukanzi kwaari ndiko kururama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4