VaRoma 4:7-8
VaRoma 4:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
aciti: Ʋakaropafadzwa ʋakakaŋganwirwa ɀisakarurama ɀaʋo, Naʋakafukidzirwa ɀiʋi ɀaʋo; Wakaropafadzwa munhu usiŋganzi naShe uneɀiʋi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa. Akakomborerwa munhu asinganzi naTenzi ane chitadzo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Vakaropafadzwa avo vakaregererwa zvakaipa zvavo, vakafukidzirwa zvivi zvavo. Akaropafadzwa munhu ane chivi chisingazombobvunzwi naIshe pamusoro pake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4