VaRoma 6:1-2
VaRoma 6:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino tichatiiko? Torambira muzvivi kuti nyasha dziwande here? Haisva! Isu takafa kuzvivi, tichagara seiko mukati mazvo?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino tichatiiko? Toramba tichiita zvivi here kuti nyasha dziwande? Kwete napaduku pose! Takafa kuzvivi; tingararama sei mazviri zvakare?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino totiiko? Toramba tiri muchitadzo here kuti nyasha dzifashukire? Kwete, handizvo. Zvingaitike sei kuti, isu kuchitadzo, tiri vanhu vakafa, tirambe tichirarama machiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6