VaRoma 6:17-18
VaRoma 6:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mwari ngaavongwe nokuti, kunyange zvenyu maimbova varanda vechivi, makateerera nomwoyo wenyu wose kurudzi rwedzidziso yamakanga mapiwa. Makasunungurwa kubva kuchivi uye mava varanda vokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Mwari ngaavongwe, nokuti imi maiva varanda vezvivi, mukazoteerera nomwoyo rudzi urwu rwedzidziso yamakaiswa kwairi. Makasunungurwa pazvivi, mukava varanda vokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi tinotenda Mwari kuti, imi makambenge muri varanda vechitadzo, mava kuteerera nemwoyo wose chidzidziso chiri pamwero chamakazvipira kwachiri. Madaro kuzvisunungura kuchitadzo, makave varanda voururami.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6