VaRoma 6:6
VaRoma 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
tichiziva izvi, kuti munhu wedu wekare wakaroverwa pamuchinjikwa pamwechete naye, kuti muviri wezvivi ushaiswe simba, tirege kuzova varanda vezvivi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti tinoziva kuti munhu wedu wakare akarovererwa pamuchinjikwa pamwe chete naye kuti muviri wechivi ushayiswe simba, kuti tirege kuvazve varanda vechivi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinoziva kuti humunhu hwedu hwakare hwakarovererwa pamuchinjikwa pamwechete naye kuti muviri wezvitadzo uparadzwe uye kuitirawo kuti tirege kuva varanda vechitadzo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6