Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 7:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 7:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndakaona kuti iwo mutemo waifanira kundipa upenyu, wakatozouyisa rufu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 BDSC

VaRoma 7:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

nomutemo iwo waifanira kuisa kuupenyu, ndakauwana uchiisa kurufu

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SNA2002

VaRoma 7:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

nomutemo iwo waifanira kuisa kuʋupenyu, ndakauwana uciisa kurufu

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SUB1949

VaRoma 7:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SCLB

VaRoma 7:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SCLBD