VaRoma 7:16
VaRoma 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kana ndikaita zvandisingadi kuita, ndinobvuma kuti murayiro wakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana ndichiita zvandisingadi, ndinobvumira kuti murayiro wakanaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, zvinoreva kuti ndinobvuma kuti mutemo wakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7