VaRoma 7:18
VaRoma 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoziva kuti hapana chakanaka chinogara mandiri, imo munyama yangu. Nokuti ndine chido chokuita zvakanaka, asi handigoni kuzviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndinoziva kuti mukati mangu, imo munyama yangu, hamugari chinhu chakanaka; nokuti kuda kuripo kwandiri, asi kuita zvakanaka hakupo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chandinoziva apa ndechokuti hapana chakanaka chinogara mandiri. Ndiri kureva mumuviri wangu nokuti ndingade zvangu kuita zvakarurama asi handikwanisi kuzviita
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7