Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:7
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mvura zhinji haigoni kudzima rudo; nzizi hadzigoni kurukukura. Kunyange munhu akapa pfuma yose yemba yake kuti awane rudo, zvingazvidzwa chose.
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mvura zhinji haigoni kudzima rudo; Nzizi hadzingarubitirisi; Kunyange munhu akapa pfuma yose yeimba yake kuti awane rudo, Angazvidzwa chose.
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mvura zhinji zvayo haikwanisi kudzimura rudo. Kunyange mapopopo emvura haagoni kunyudza rudo. Kunyange munhu akati regai nditsinhanise rudo nokupa upfumi hwose hwomusha wake zvinonyatsoshorwa.
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mvura zhinji haigoni kudzima ruɗo; Nzizi hadziŋgaruɓitirisi; Kunyaŋge munhu akapa fuma yose yeimba yake kuti awane ruɗo, Uŋgaɀidzwa cose.
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mvura zhinji zvayo haikwanisi kudzimura rudo. Kunyange mapopopo emvura haagoni kunyudza rudo. Kunyange munhu akati regai nditsinhanise rudo nokupa upfumi hwose hwomusha wake zvinonyatsoshorwa.