1
Ekisodho 2:24-25
Shona BIBLE
SUB
Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho. Mwari akaona vana VaIsiraeri, Mwari akavarangarira.
Ṣe Àfiwé
Ṣàwárí Ekisodho 2:24-25
2
Ekisodho 2:23
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa, vana VaIsiraeri vakagomera nokuda kwouranda hwavo, vakadanidzira, kudanidzira kwavo kukasvika kuna Mwari nokuda kwouranda.
Ṣàwárí Ekisodho 2:23
3
Ekisodho 2:10
Mwana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akava mwanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati, “Nokuti ndamunyukura mumvura.”
Ṣàwárí Ekisodho 2:10
4
Ekisodho 2:9
Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubairo wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.
Ṣàwárí Ekisodho 2:9
5
Ekisodho 2:5
Zvino mukunda waFarao akaburuka kundoshamba murwizi, vasikana vake vakafamba–famba pamhenderekedzo dzorwizi; iye akaona tswanda pakati petsanga, ndokutuma musikana wake kunoitora.
Ṣàwárí Ekisodho 2:5
6
Ekisodho 2:11-12
Zvino namazuva iwayo Mosesi akura, akaenda kunoona hama dzake, akandotarira mabasa avo; akaona muIjipiti achirova muHebheru, mumwe wehama dzake. Akaringa–ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.
Ṣàwárí Ekisodho 2:11-12