1
Genesi 41:16
Shona BIBLE
SUB
Josefa akapindura Farao, akati, “Kwete, handizini; Mwari ndiye angapa Farao dudziro yorugare.”
Ṣe Àfiwé
Ṣàwárí Genesi 41:16
2
Genesi 41:38
Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, ano mweya waMwari maari here?”
Ṣàwárí Genesi 41:38
3
Genesi 41:39-40
Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe; ndiwe uchava mubati weimba yangu; vanhu vangu vose vacharairwa neshoko rako; asi pachigaro changu choushe ndipo pandichava mukuru kwauri.”
Ṣàwárí Genesi 41:39-40
4
Genesi 41:52
Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.”
Ṣàwárí Genesi 41:52
5
Genesi 41:51
Josefa akatumidza wedangwe zita rinonzi Manase, achiti, “Nokuti Mwari akandikanganwisa kutambudzika kwangu kwose neimba yababa vangu yose.”
Ṣàwárí Genesi 41:51