Ekisodho 9:3-4

Ekisodho 9:3-4 SUB

tarira, ruoko rwaJehovha ruchava pamusoro pezvipfuwo zvako zviri kusango, napamusoro pamabhiza, napamusoro pembongoro, napamusoro pamangamera, napamusoro pemombe, napamusoro pezvipfuwo zviduku; chirwere chakaipa kwazvo chichavapo. Jehovha acharaura zvipfuwo zvaVaIsiraeri pazvipfuwo zvaVaIjipiti; hapana chimwe chingafa pazvipfuwo zvose zvaVaIsiraeri.”