Genesi 32:32
Genesi 32:32 SUB
Naizvozvo vana VaIsiraeri havadyi nanhasi runda rehudyu riri papfupa rehudyu; nokuti akabata hudyu yaJakobho parunda rehudyu.