1
I Timotio 4:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu ŋgaarege kuʋa’po unoɀidza ʋuɗuku bgako, asi uitire ʋanotenda makwara, pashoko napamufambire, naparuɗo, napakutenda, napakucena kwomŋoyo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Timotio 4:8
Nokuti kuroʋedza muʋiri kunoɓatsira ɀishoma haɀo, asi kunamata Mŋari kunoɓatsira paɀinhu ɀose, ɀakunecipikirwa coʋupenyu bgaɀino nobgunoʋuya.
3
I Timotio 4:16
Uɀiceŋgete iwe nedzidziso yako. Urambire paɀinhu iɀi, nokuti kana uciita iɀoɀi, ucaɀiponesa iwe naʋanokunzwa.
4
I Timotio 4:1
Ɀino Mŋeya unoreʋa pacena, kuti paŋguʋa dzinoʋuya ʋamŋe ʋacatsauka pakutenda, ʋaciterera mŋeya inonyeŋgera nedzidziso dzemŋeya yakaipa
5
I Timotio 4:7
Asi urambe ŋgano dzisinehanya naMŋari nedzecembere. Uɀiroʋedze kunamata Mŋari.
6
I Timotio 4:13
Shiŋgaira pakuraʋa, napakuraira, napakudzidzisa, kuȿikira ndiciʋuya.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo