1
Amosi 2:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Nemhaka yokuti Israeri ʋakaɗarika katatu, ɀimŋe kanna, handiŋgadzori kurobga kwaʋo; nokuti ʋakateŋgesa ʋakarurama nesirveri, ʋuye unoshaiwa, ʋacipiwa shaŋgu mbiri
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Amosi 2:4
Ɀanzi naJehova: Nemhaka yokuti Juda ʋakaɗarika katatu, ɀimŋe kanna, handiŋgadzori kurobga kwaʋo; nokuti ʋakaramba murairo waJehova, ʋakasaceŋgeta mitemo yake, ʋakarashiswa nenhema dzaʋo dzakateʋerwa namadziɓaɓa aʋo.
3
Amosi 2:7
ndiʋo ʋanoshuʋa kuʋona guruʋa rapasi pamusoro womurombo, ʋacitsausa nzira yomunhu munyoro; munhu naɓaɓa ʋake ʋacienda ʋose kumusikana mumŋe, kuti ʋamhure zita raŋgu dɀene
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo