1
Muparidzi 12:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shoko guru paɀose ɀatanzwa, heri: Itya Mŋari, uceŋgete mirairo yake; nokuti ndiɀo ɀakafanira ʋanhu ʋose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Muparidzi 12:14
Nokuti Mŋari ucatoŋga ɓasa rimŋe nerimŋe, pamŋe cete neɀose ɀakaʋanzika, kunyaŋge ɀakanaka, kunyaŋge ɀakaipa.
3
Muparidzi 12:1-2
Raŋgarira ʋo Musiki wako pamazuʋa oʋujaya bgako, mazuʋa akaipa asati aȿika, namakore asati aʋa’po, paŋguʋa yaucazoti: Handifariri iɀoɀo; zuʋa neciedza, nomŋedzi, nenyeredzi ɀisati ɀaȿiɓiswa, makore acidzoka kana mvura yapfuʋura
4
Muparidzi 12:6-7
rwonzi rwesirveri rusati rwaɗamburwa, mbiya yendarama isati yaputswa, ciroŋgo cisati caputswa patsime, necicereso cinomonerwa cisati cavunikira pacituɓu, guruʋa risati radzokera kuvu, seɀarakaŋga rakaita; ʋuye mŋeya usati wadzokera kunaMŋari wakaupa.
5
Muparidzi 12:8
Ɀanzi noMuparidzi: Haɀinamaturo cose, ɀose haɀinamaturo!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo