1
Isaya 17:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cireʋo pamsoro peDamasko. Tarirai, Damasko robviswa, rirege kuzoʋa guta, ricaʋa ɗoŋgo rakakoromoka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 17:3
Nhare icabviswa panaEfraimi, noʋushe paDamasko; ʋakasara ʋeSiria ʋacaʋa sembiri yaʋana ʋaIsraeri, ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.
3
Isaya 17:4
Ɀino nezuʋa iro ʋukuru bgaJakobo ʋucaitwa ʋutete, ʋuye kukora kwenyama yake kucawonda.
4
Isaya 17:2
Maguta eAroeri asiyiwa; acaʋa mafuro eɀipfuwo, ɀicaʋata’po pasi, ɀisina‐unoɀivundusa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo