1
Isaya 24:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yakaȿiɓiswa ʋo naʋagere mairi; nokuti ʋakaɗarika mirairo, ʋakakaŋganisa mitemo, nokuputsa suŋgano isiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 24:23
Ipapo mŋedzi ucanyadziswa, nezuʋa ricanyara; nokuti Jehova wehondo ucaɓata ʋushe pagomo rezioni, napaJerusarema; pamberi paʋakuru ʋake pacaʋa nokukudzwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo