1
Isaya 23:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀarakashambadzira, nomuɓairo waro, ɀicaʋa ɀitȿene kunaJehova; haɀiŋgaceŋgetwi kana kuʋigwa; nokuti ɀarakashambadzira ɀicaʋa ɀaʋanogara pamberi paJehova, kuti ʋagute kwaɀo, ʋafuke ŋguʋo dzakanaka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 23:9
Jehova wehondo ndiye wakaɀifuŋga, kuti amhure kuɀikudza kweɀose ɀinokudzwa, nokuɀidza ʋose ʋanokudzwa panyika.
3
Isaya 23:1
Cireʋo pamsoro peTire. Cemai, imi, ɀikepe ɀeTarshishi; nokuti raparadzwa, hapacineimba, kana paŋgapindwa’po; ʋakaratidzwa iɀoɀo ʋari panyika yeKitimi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo