1
Isaya 30:21
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nzeʋe dzenyu dzicanzwa shoko shure kwenyu, riciti: Heyi nzira, fambai nayo! kana muciɗa kutsaukira kurudyi, kana ɀimŋe muciɗa kutsaukira kuruɓoshwe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 30:18
Naiɀoɀo Jehova ucambomira, kuti akunzwirei tsitsi; naiɀoɀo ucakudzwa, kuti aʋe nenyasha nemi, nokuti Jehova ndiMŋari wokururamisira; ʋakaropafadzwa ʋose ʋanomumirira.
3
Isaya 30:15
Nokuti ɀanzi naShe Jehova, Mutȿene waIsraeri: Pakudzoka nokuzorora ndi’po panoruponeso rwenyu, pakunyarara napakutenda ndi’po pacaʋa nesimba renyu; asi makaramba
4
Isaya 30:20
Kunyaŋge Ishe akakupai ciŋgwa cenhamo nemvura yokutambudzika, kunyaŋge ɀakaɗaro ʋadzidzisi ʋenyu haʋaŋgazoʋandi, asi meso enyu acaʋona ʋadzidzisi ʋenyu
5
Isaya 30:19
Nokuti ʋanhu ʋacagara paZioni paJerusarema; hamuŋgazocemi, ɀirokwaɀo ucakunzwirai tsitsi, kana acinzwa kucema kwenyu; kana acinzwa, ucakupindurai.
6
Isaya 30:1
Ɀanzi naJehova: Ʋanenhamo ʋana ʋanondimukira, ʋanofuŋga mano ʋasiŋgandibvunzi, ʋanoita suŋgano ɀisiŋgabvi paMŋeya waŋgu, kuti ʋawedzere ɀiʋi neɀiʋi
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo