1
Isaya 36:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ukati kwandiri: Tinoʋimba naJehova Mŋari weɗu, ko haazi iye wakabvisirwa matunhu akakwirira namaartari ake naHezekia, akati kunaJuda neJerusarema: Munofanira kunamata pamberi peartari iri here?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 36:1
Ɀino negore regumi namanna ramambo Hezekia, Sanheribi mambo weAsiria, wakandorwa namaguta ose aJuda akakombga namaȿiŋgo, akaakunda.
3
Isaya 36:21
Asi ʋakaramba ʋanyerere, haʋana kumupindura shoko rimŋe, nokuti murairo wamambo wakaŋga uciti: Regai kumupindura.
4
Isaya 36:20
Ndaʋapi pakati paʋamŋari ʋose ʋenyika idzi ʋakarwira nyika yaʋo paruʋoko rwaŋgu, ɀamunoti Jehova ucarwira Jerusarema paruʋoko rwaŋgu?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo