1
Isaya 8:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wehondo, ndiye wamunofanira kuti mutȿene; mumutye iye, mumuvunduke iye.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 8:12
Musati: Iraŋgano, pamsoro peɀose ɀinonzi naʋanhu aʋa, iraŋgano; ʋuye musatya ɀaʋanotya, kana kuvunduka.
3
Isaya 8:20
Dzokerai kumurairo nokuɀipupuriro! Kana ʋasiŋgatauri seɀinoreʋa shoko iri, haʋaŋgaʋi neciedza camaŋgwanani.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo