1
Marko 4:39-40
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akamuka, akaraira mhepo, akati kuguŋgwa: Nyarara, ugadzikane! Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukaʋa’po. Ɀino akati kwaʋari: Munotyireiko kuɗaro? Hamunokutenda here?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Marko 4:41
Ʋakatya nokutya kukuru, ʋakataurirana ʋaciti: Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyaŋge neguŋgwa ɀinomuterera?
3
Marko 4:38
Asi iye wakaŋga ari mushure megwa aʋete pamutsago; ʋakamumutsa, ʋakati kwaari: Mudzidzisi, hamunehanya kunyaŋge tofa here?
4
Marko 4:24
Ɀino akati kwaʋari: Cenjerai ɀamunonzwa. Ciyero camunoyera naco, nemi mucayerwa naco; mukawedzerwa.
5
Marko 4:26-27
Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari bgakafanana nomunhu unodɀara mbeu muvu, akaʋata, akamuka, ʋusiku namasikati; mbeu inomera, icikura, iye asiŋgaziʋi kuti ɀinoitika sei
6
Marko 4:23
Kana munhu anenzeʋe dzokunzwa, ŋgaanzwe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo