1
Ɀireʋo 18:21
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rurimi runesimba pamsoro porufu noʋupenyu; Ʋanoruɗa ʋacadya ɀiɓereko ɀarwo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 18:10
Zita raJehova inhare yakasimba; Wakarurama unoʋaŋgira’mo ndokuceŋgetwa.
3
Ɀireʋo 18:24
Munhu uneshamŋari zhinji unoparadzwa; Asi shamŋari iri’ko inonamatira kupfuʋura hama.
4
Ɀireʋo 18:22
Wawana mukadzi wawana cinhu cakanaka, Waʋigirwa nyasha yaJehova.
5
Ɀireʋo 18:13
Unopindura asati anzwa, Ɀicaʋa kwaari ʋupenzi nokunyadziswa.
6
Ɀireʋo 18:2
Ƃenzi harifariri kunzwisisa, Asi kuti mŋoyo waro ufukurwe.
7
Ɀireʋo 18:12
Mŋoyo womunhu unoɀikudza kuparadzwa kusati kwaȿika; Kuɀininipisa kunotaŋgira kukudzwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo