1
Ɀireʋo 22:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Roʋedza mŋana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyaŋge akwegura haaŋgatsauki pairi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 22:4
Muɓairo wokuɀininipisa nokutya Jehova Ifuma nokukudzwa noʋupenyu.
3
Ɀireʋo 22:1
Zita rakanaka rinofanira kusanaŋgurwa kupfuʋura fuma zhinji; Ʋuye kuɗikanwa kupfuʋura sirveri nendarama.
4
Ɀireʋo 22:24
Usashamŋaridzana nomumhu unotsamŋa; Usafambidzana nomunhu unehasha
5
Ɀireʋo 22:9
Unomŋoyo munyoro ucaropafadzwa; Nokuti unopa ʋarombo ɀokudya ɀake.
6
Ɀireʋo 22:3
Munhu wakaŋgwara unoʋona ɀakaipa, ndokuʋanda; Asi ʋasinamano ʋanopfuʋura haʋo, ndokuwira munjodzi.
7
Ɀireʋo 22:7
Mufumi unoɓata ʋushe pamsoro pomurombo; Unotora cikwerete muranda wowakamupa cikwerete.
8
Ɀireʋo 22:2
Ʋafumi naʋarombo ʋanosoŋgana pamŋe cete; Jehova ndiye muiti waʋo ʋose.
9
Ɀireʋo 22:22-23
Usatorera murombo, nokuti murombo; Usamanikidza unotambudzika pasuʋo; Nokuti Jehova ucaʋarwira pamhaka dzaʋo, Nokutadzira ʋupenyu bgaʋanoʋatadzira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo