1
Ɀireʋo 23:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋowakarurama ʋacafara kwaɀo; Ʋuye wakaɓereka mŋana wakacenjera, ucafadzwa naye.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 23:4
Usaɀinetsa kuwana fuma; Rega ʋucenjeri bgako.
3
Ɀireʋo 23:18
Nokuti ɀirokwaɀo muɓairo uri’po; Cawakatarira haciŋgaparadzwi.
4
Ɀireʋo 23:17
Mŋoyo wako ŋgaurege kugoɗora ʋatadzi; Asi utye Jehova mazuʋa ose.
5
Ɀireʋo 23:13
Usarega kuraŋga mŋana; Nokuti kunyaŋge ukamuroʋa neshamhu, haaŋgafi.
6
Ɀireʋo 23:12
Mŋoyo wako ushiŋgaire kudzidziswa, Nenzeʋe dzako kunzwa mashoko eziʋo.
7
Ɀireʋo 23:5
Unoɗa kuɀitarira nameso ako? Ɀaenda! Nokuti ɀirokwaɀo fuma inoɀiitira mapapiro, Segondo rinobururukira kuɗeŋga.
8
Ɀireʋo 23:22
Terera ɓaɓa ʋako ʋakakuɓereka; Usaɀidza mai ʋako kana ʋacembera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo