1
Mapisarema 11:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakarurama; unoɗa ɀakarurama; Wakarurama ucaʋona ciso cake.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 11:4
Jehova uri mutembere yake tȿene, Iye Jehova, cigaro cake coʋushe ciri kuɗeŋga; Meso ake anotarira, mafuŋgiro ameso ake anoidza ʋana ʋaʋanhu.
3
Mapisarema 11:5
Jehova unoidza ʋakarurama; Asi mŋeya wake unoʋeŋga wakaipa nounomanikidza.
4
Mapisarema 11:3
Kana nheyo dzakaparadzwa, Wakarurama uŋgaiteiko?
5
Mapisarema 11:1
Ndinoʋimba naJehova; Munoreʋa seiko kumŋeya waŋgu, muciti: Tizira kugomo rako seshiri?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo