1
Mapisarema 44:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takaɀirumbidza zuʋa rose munaMŋari, Ticaʋoŋga zita renyu nokusiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 44:6-7
Nokuti handiŋgaʋimbi noʋuta bgaŋgu, Nomunondo waŋgu hauŋgandiponesi. Asi imi makatiponesa paʋadziʋisi ʋeɗu, Mukanyadzisa ʋanotiʋeŋga.
3
Mapisarema 44:26
Simukai mutiɓatsire, Mutidzikinure nokuɗa kwoʋunyoro bgenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo