1
Mapisarema 45:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaɗa kururama, mukaʋeŋga kusarurama; Naiɀoɀo Mŋari, Mŋari wenyu, wakakuzodzai Namafuta okufara kupfuʋura shamŋari dzenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 45:6
Cigaro cenyu coʋushe, imi Mŋari, ciri’po nokusiŋgaperi‐peri; Tȿimbo yoʋushe bgenyu itȿimbo yakarurama.
3
Mapisarema 45:17
Ndicayeʋudzira zita renyu kuȿikira kumarudzi ose; Naiɀoɀo ndudzi dzaʋanhu dzicakuʋoŋgai nokusiŋgaperi‐peri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo