1
Mapisarema 46:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyararai, muziʋe kuti ndini Mŋari; Ndicaʋa mukuru pakati paʋahedeni, ndicaʋa mukuru panyika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 46:1-2
Mŋari ndiye ʋutiziro bgeɗu nesimba reɗu, Ndiye muɓatsiri uri pedyo‐pedyo paŋguʋa dzokumanikidzwa. Saka hatiŋgatyi, kunyaŋge nyika ikashanduka, Ʋuye kunyaŋge makomo akabviswa akaiswa mukati mamakuŋgwa
3
Mapisarema 46:4-5
Rwizi ruri’po, runehoʋa dzinofadza guta raMŋari, Iyo nɀimbo tȿene yetabernakeri dzoWokumsoro‐soro. Mŋari uri mukati maro; hariŋgazunuŋguswi; Mŋari ucariɓatsira kana ʋutoŋga bgotȿuka.
4
Mapisarema 46:9
Unogumisa kurwa kuȿikira pakuguma kwenyika; Unovuna ʋuta, nokuvuna‐vuna pfumo; Unopisa ŋgoro dzokurwa nomŋoto.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo