1
Mapisarema 48:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari uyu ndiye Mŋari weɗu nokusiŋgaperi‐peri; Iye ucaʋa muperekedzi weɗu kuȿikira pakufa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 48:1
Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo, Muguta raMŋari weɗu, mugomo rake dɀene.
3
Mapisarema 48:10
Seɀakaita zita renyu, Mŋari, Ndiɀo ɀakaita ʋo kurumbidzwa kwenyu kuȿikira kumigumo yapasi pose; Ruʋoko rwenyu rworudyi ruzere nokururama.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo