1
Mapisarema 49:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, unokudzwa, asinenjere, Wakafanana nemhuka dzinopera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 49:15
Asi Mŋari ucadzikinura mŋeya waŋgu pasimba reSheori; Nokuti iye ucandigamucira.
3
Mapisarema 49:16-17
Usatya hako iwe kana mumŋe munhu acifumiswa, Kana fuma yeimba yake iciwedzerwa; Nokuti kana acifa hapana‐caacaenda naco; Mukurumbira wake hauŋgaɓuruki ucimuteʋera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo