1
Mapisarema 50:14-15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃayirai Mŋari ɀiɓayiro ɀokuʋoŋga; Uripire Wokumsoro‐soro mhiko dzako; Uɗane kwandiri pazuʋa rokutambudzika; Ini ndicakurwira, iwe ugondirumbidza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 50:10-11
Nokuti mhuka dzose, dziri kuɗondo, ndedzaŋgu, Neŋombe pamakomo anecuru camazana. Ndinoziʋa shiri dzose dzomumakomo; Mhuka dzose, dziri musaŋgo, ndedzaŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo