1
Mapisarema 73:26
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yaŋgu nomŋoyo waŋgu ɀinopera; Asi Mŋari ndiye ɗombo romŋoyo waŋgu nomugoʋe waŋgu nokusiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 73:28
Kana ndirini, kusweɗera pedyo ari ndiɀo ɀinondifadza; Ishe Mŋari ndakamuita nhare yaŋgu, Kuti ndiparidze maɓasa enyu ose.
3
Mapisarema 73:23-24
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndinoramba ndinemi; Makaɓata ruʋoko rwaŋgu rworudyi. Mucandiperekedza nezano renyu, Ndokuzondigamucira pakubginya.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo