1
Mapisarema 77:11-12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicareʋa ɀakaitwa naJehova; Nokuti ndicaraŋgarira ɀishamiso ɀenyu ɀakare. Ndicafuŋgisisa ʋo ɓasa renyu rose, Nokuraŋgarira ɀamakaita.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 77:14
Ndimi Mŋari unoita ɀishamiso; Makaratidza simba renyu pakati paʋanhu.
3
Mapisarema 77:13
Nzira yenyu, Mŋari, iri panɀimbo tȿene; Ndianiko mŋari mukuru, wakafanana naiye Mŋari?
4
Mapisarema 77:1-2
Ndicaɗana kunaMŋari nenzwi raŋgu; Kunaiye Mŋari nenzwi raŋgu, ucarerekera nzeʋe yake kwandiri. Pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu ndakatȿaka Ishe; Ruʋoko rwaŋgu rwakaŋga rwakatambanudzwa ʋusiku, ndisiŋgaregi; Mŋeya waŋgu wakaramba kunyaradzwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo