1
Mapisarema 78:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti tariro yaʋo iʋe kunaMŋari, Ʋarege kukaŋganwa maɓasa aMŋari, Asi ʋaceŋgete mirairo yake
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 78:4
Hatiŋgaɀiʋanziri ʋana ʋaʋo, Asi ticaʋudza rudzi runoteʋera maɓasa aŋgarumbidzwa aJehova, Nesimba rake, namaɓasa ake, anoshamisa, aakaita.
3
Mapisarema 78:6
Kuti rudzi runoteʋera ruɀiziʋe, iʋo ʋana ʋacazoɓerekwa; Iʋo ʋasimuke ʋaɀiʋudze ʋana ʋaʋo
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo