1
Mapisarema 79:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tiɓatsirei, Mŋari muponesi weɗu, nokuɗa kwomukurumbira wezita renyu; Mutirwire, mudzime ɀiʋi ɀeɗu nokuɗa kwezita renyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 79:13
Naiɀoɀo isu ʋanhu ʋenyu, namakwai amafuro enyu, Ticakuʋoŋgai nokusiŋgaperi; Ticaratidza kurumbidzwa kwenyu kumarudzi namarudzi.
3
Mapisarema 79:8
Musaraŋgarira kutiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀamadziɓaɓa eɗu; Ŋgoni dzenyu nyoro ŋgadzikurumidze kusoŋgana nesu; Nokuti taneta kwaɀo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo