1
Isaya 30:21
Shona Bible 1949, revised 2002
nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu, richiti, “Heyi nzira, fambai nayo!” Kana muchida kutsaukira kurudyi, kana zvimwe muchida kutsaukira kuruboshwe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 30:18
Naizvozvo Jehovha achambomira, kuti akunzwirei tsitsi; naizvozvo achakudzwa, kuti ave nenyasha nemi, nokuti Jehovha ndiMwari wokururamisira; vakaropafadzwa vose vanomumirira.
3
Isaya 30:15
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, Mutsvene waIsiraeri, “Pakudzoka nokuzorora ndipo panoruponeso rwenyu, pakunyarara napakutenda ndipo pachava nesimba renyu;” asi makaramba
4
Isaya 30:20
Kunyange Ishe akakupai chingwa chenhamo nemvura yokutambudzika, kunyange zvakadaro vadzidzisi venyu havangavandi, asi meso enyu achaona vadzidzisi venyu
5
Isaya 30:19
Nokuti vanhu vachagara paZioni paJerusaremu; hamungazochemi, zvirokwazvo achakunzwirai tsitsi, kana achinzwa kuchema kwenyu; kana achinzwa, achakupindurai.
6
Isaya 30:1
Zvanzi naJehovha, “Vane nhamo vana vanondimukira, vanofunga mano vasingandibvunzi, vanoita sungano zvisingabvi paMweya wangu, kuti vawedzere zvivi nezvivi
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo