1
Jobho 28:28
Shona Bible 1949, revised 2002
Akaudza munhu achiti, “Tarira, kutya Ishe, ndihwo uchenjeri. Kurega zvakaipa ndiko kunzwisisa.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobho 28:12-13
Asi uchenjeri huchawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepi? Munhu haazivi mutengo wahwo; Hauwanikwi panyika yavapenyu.
3
Jobho 28:20-21
Zvino huchenjeri unobvepiko? Kunzwisisa kunogarepi? Zvahwakavanzirwa meso avapenyu vose, Nokudzitirirwa shiri dzokudenga.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo