1
Mapisarema 101:3
Shona Bible 1949, revised 2002
Handingavavariri chinhu chakaipa; Ndinovenga zvinoitwa navanotsauka; Hazvingandinamatiri.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 101:2
Ndichaita zvose nokugwara panzira yakarurama; Haiwa, muchauya kwandiri riniko? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo wakarurama.
3
Mapisarema 101:6
Meso angu achatarira vakatendeka panyika, kuti vagare neni; Munhu anofamba nenzira yakarurama, ndiye angava mushumiri wangu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo