1
Mapisarema 36:9
Shona Bible 1949, revised 2002
Nokuti kwamuri ndiko kune tsime roupenyu; Muchiedza chenyu ndimo matinoona chiedza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 36:7
Unyoro hwenyu, Mwari, hwakanaka-naka sei! Vana vavanhu vanondovanda pasi pomumvuri wamapapiro enyu.
3
Mapisarema 36:5
Unyoro hwenyu, Jehovha, hwakasvika kudenga-denga; Kutendeka kwenyu kunosvikira kumakore
4
Mapisarema 36:6
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMwari; Kutonga kwenyu kwakadzika zvikuru; Jehovha, munochengeta vanhu nemhuka.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo