1
Nziyo 101:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Ndicharega kutarisa chose chinenge chakashata; zvose zvinoitwa navanenge vafuratira Mwari, ndichazvivenga. Handidi kuva nei nazvo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 101:2
Ndichangwaririra mufambiro wakarurama. Ko imi muchauyawo kwandiri rini? Ini ndichafamba nomwoyo wakatendeka mumba mangu.
3
Nziyo 101:6
Ziso rangu richava kuna vakatendeka munyika ndivo vangagare neni. Munhu anotevera nzira yakarurama, ndiye achandishandira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo