1
Nziyo 73:26
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Nyama yangu nemwoyo wangu zvingakundike zvazvo asi Mwari ndiye simba rangu uye ndiye mugove wangu nokusingaperi. Nokuti vanogara kure nemi vanoparara
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 73:28
Chakandinakira ini kugara padyo naMwari. Mwari ndiye wandakaita wokupotera naye kuti ndiparidze mabasa enyu ose.
3
Nziyo 73:23-24
Kunyange zvakadaro zvazvo ndinoramba ndinemi nguva dzose munondibata ruoko rworudyi. Munonditungamirira namazano enyu mushure mezvo muchandigamuchira mumbiri yenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo