1
Ezekieri 38:23
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 38:2-3
“Iwe mwanakomana womunhu chitarisana naGogu wokunyika yokwaMagogu, iye muchinda mukuru wokuMesheki nokuTubhari uporofite kwaari uchiti, zvanzi naTenzi Mwari, chinzwa, ndanangana newe, iyewe Gogu muchinda mukuru wokuMesheki nokuTubhari.
3
Ezekieri 38:16
Uchauya kuzorwisa vanhu vangu vaIsiraeri segore raputira nyika iyoyi. Mumazuva achauya ndichakuunza kuzorwisa nyika yangu kuitira kuti marudzi vandizive pandichaonesa kuera kwangu nemairi iwe Gogu ivo vachiona nameso avo.’