Chikara chawakaona chaivapo
iye zvino hachisisipo
chichabuda mugomba risina parinoperera chichindoparadzwa.
Vanhu, panyika,
vasina kunyorwa mazita avo mubhuku roupenyu
pasi pasati pavapo,
vachashamiswa vachiona chikara chiya,
kuti chaimbovapo zvino hachichisipo asi chichavapozve.