1
2 Samueri 22:3
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Mwari wangu ndiye dombo rangu, ndinovanda maari, nhoo yangu, norunyanga rworuponeso rwangu. Ndiye nhare yangu, utiziro hwangu nomuponesi wangu, munondiponesa pavanhu vanoita nechisimba.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Samueri 22:31
“Kana ari Mwari, nzira yake yakarurama kwazvo; shoko raJehovha harina charingapomerwa. Ndiye nhoo yavose vanovanda maari.
3
2 Samueri 22:2
Akati: “Jehovha ndiye dombo rangu, nhare yangu uye mununuri wangu
4
2 Samueri 22:33
NdiMwari anondishongedza nesimba uye anoruramisa nzira yangu.
5
2 Samueri 22:29
Imi muri mwenje wangu, Jehovha; Jehovha anoshandura rima rangu kuti rive chiedza.